Sun Dec 03 2023 22:35:53 GMT+0200 (South Africa Standard Time)

This commit is contained in:
tsDesktop 2023-12-03 22:35:53 +02:00
parent c241fe109d
commit 4ac98c4a5d
2 changed files with 2 additions and 5 deletions

View File

@ -1,5 +1 @@
\v 22 Asi mauya kuGomo reZioni, kuJerusarema rekudenga guta raMwari mupenyu, mauya kuzviuru nezviuru zvawatumwa wari paungano yemufaro.
\v 23 kukereke yematangwe wene mazita akanyorwa kudenga Mauya kuna Mwari, mutongi wawanhu wose, kumweya yewanhu wakarurama wakakwaniswa,
\v 24 kuna Jesu murewereri wesungano itswa, uye kuropa rakasaswa rinotaura zviri nani pane raAbheri.
\v 22 Asi mauya kuGomo reZioni, kuJerusarema rekudenga guta raMwari mupenyu, mauya kuzviuru nezviuru zvawatumwa wari paungano yemufaro. \v 23 kukereke yematangwe wene mazita akanyorwa kudenga; Mauya kuna Mwari, mutongi wawanhu wose, kumweya yewanhu wakarurama wakakwaniswa. \v 24 wakauya kuna Jesu, murewereri wesungano itswa, uye kuropa rakasaswa, rinotaura zviri nani pane raAbheri.

View File

@ -156,6 +156,7 @@
"12-12",
"12-14",
"12-18",
"12-22",
"12-25",
"12-27",
"13-title"