1 line
287 B
Plaintext
1 line
287 B
Plaintext
\v 22 Ipapo Mwari akarangarira Rakeri; akamunzwa uye akazarura chizvaro chake. \v 23 Akava nemimba akabereka mwanakomana uye akati, Mwari abvisa kunyadziswa kwangu. \v 24 Akamutumidza zita rokuti Josefa, uye akati, Mwari ngaandiwedzere mumwe mwanakomana. Zvipfuwo zvaJakobho zvinowanda |