2 lines
300 B
Plaintext
2 lines
300 B
Plaintext
\v 7 \v 8 Mutumwa waJehovha akawana Hagari ari pedyo netsime raiva murenje; rakanga riri tsime rakanga riri parutivi pomugwagwa unoenda kuShuri. 8 Uye akati, “Hagari, murandakadzi waSarai, wabvepiko, uye uri kuendepiko?â€
|
||
Iye akati, “Ndiri kutiza kubva kuna tenzikadzi wangu Sarai |