9 lines
411 B
Plaintext
9 lines
411 B
Plaintext
\c 12 \v 1 \v 2 \v 3 12Jehovha akanga ati kuna Abhurama, “Siya nyika yako, vanhu vako neimba yababa vako uye uende kunyika yandichakuratidza.
|
||
2 “Ndichakuita rudzi rukuru
|
||
uye ndichakuropafadza;
|
||
ndichaita kuti zita rako rive guru,
|
||
uye iwe uchava ropafadzo.
|
||
3Â Ndicharopafadza vaya vanokuropafadza,
|
||
uye ani naani anokutuka ndichamutuka;
|
||
uye marudzi ose ari panyika
|
||
acharopafadzwa kubudikidza newe. |