2 lines
369 B
Plaintext
2 lines
369 B
Plaintext
\v 20 \v 21 \v 22 Zviviri zviviri kubva kumhando dzose dzeshiri, nokubva kumhando dzose dzemhuka nokuzvisikwa zvose zvinokambaira panyika, zvichauya kwauri kuti zvichengetwe zviri zvipenyu. 21 Unofanira kutora zvokudya zvamarudzi ose zvinofanira kudyiwa ugozvichengeta kuti zvigova zvokudya zvako nezvazvo.â€
|
||
22Â Noa akaita zvose sezvaakanga arayirwa naMwari. |