1 line
376 B
Plaintext
1 line
376 B
Plaintext
\v 25 \v 26 \v 27 Metusera akati ararama kwamakore zana namakumi masere namanomwe, akabereka Rameki. 26Â Uye mushure mokubereka kwake Rameki, Metusera akararama kwamakore mazana manomwe namakumi masere namaviri uye akavazve navamwe vanakomana navanasikana. 27Â Pamwe chete, Metusera akararama kwamakore mazana mapfumbamwe namakumi matanhatu namapfumbamwe, uye ipapo akafa. |