1 line
322 B
Plaintext
1 line
322 B
Plaintext
\v 12 \v 13 \v 14 Kenani akati ararama kwamakore makumi manomwe, akabereka Maharareri. 13Â Uye mushure mokubereka kwake Maharareri, Kenani akagara kwamakore mazana masere namakumi mana uye akavazve navamwe vanakomana navanasikana. 14Â Pamwe chete, Kenani akararama kwamakore mazana mapfumbamwe negumi, uye ipapo akafa. |