1 line
304 B
Plaintext
1 line
304 B
Plaintext
\v 6 \v 7 \v 8 Seti akati agara makore zana namashanu, akabereka Enoshi. 7Â Uye shure kwokubereka kwake Enoshi, Seti akararama kwamakore mazana masere namanomwe uye akavazve navamwe vanakomana navanasikana. 8Â Pamwe chete, Seti akararama kwamakore mazana mapfumbamwe negumi namaviri, uye ipapo akafa. |