2 lines
415 B
Plaintext
2 lines
415 B
Plaintext
\v 4 \v 5 \v 6 Nyoka yakati kumukadzi, “Hamungafi zvirokwazvo. 5 Nokuti Mwari anoziva kuti mukaudya meso enyu achasvinudzwa, uye muchaita saMwari mugoziva zvakanaka nezvakaipa.â€
|
||
6Â Mukadzi akati aona kuti muchero womuti wakanga wakanaka kuudya uye kuti waifadza meso, uye kuti waidikanwa kuti munhu ave nouchenjeri, akatora mumwe akadya. Akapawo mumwe kumurume wake, uyo akanga anaye, naiye akaudya |