1 line
458 B
Plaintext
1 line
458 B
Plaintext
\v 11 Ipapo Mwari akati: Nyika ngaimerese uswa, miriwo inobereka mbeu; nemiti panyika inobereka michero ine mhodzi mukati mayo, maererano nemhando dzayo dzakasiyana-siyana. Uye zvakaita saizvozvo. \v 12 Nyika yakameresa uswa: miriwo inobereka mbeu maererano nemhando dzayo nemiti inobereka michero ine mhodzi mukati mayo, maererano nemhando dzayo. Uye Mwari akaona kuti zvakanga zvakanaka. \v 13 Uye madekwana akavapo, namangwanani akavapo, zuva rechitatu. |