1 line
287 B
Plaintext
1 line
287 B
Plaintext
\v 3 Uye Mwari akati: Chiedza ngachivepo, chiedza chikavapo. \v 4 Mwari akaona kuti chiedza chakanga chakanaka, uye akaparadzanisa chiedza nerima. \v 5 Mwari akatumidza chiedza kuti masikati, uye rima akaritumidza kuti usiku. Uye madekwana akavapo, namangwanani akavapo, zuva rokutanga |