Compare commits

...

10 Commits

13 changed files with 26 additions and 21 deletions

View File

@ -1 +1 @@
\v 7 Bhiriha murandakadzi waRakeri akavazve nemimba uye akaberekera Jakobho mwanakomana wechipiri. \v 8  Ipapo Rakeri akati, Ndakava nokurwa kukuru nomukoma wangu, ndikakunda. Saka akamutumidza zita rokuti Nafutari. 
\v 7 Bhiriha murandakadzi waRakeri akavazve nemimba uye akaberekera Jakobho mwanakomana wechipiri. \v 8 Ipapo Rakeri akati, Ndakava nokurwa kukuru nomukoma wangu, ndikakunda. Saka akamutumidza zita rokuti Nafutari.

View File

@ -1 +1 @@
\v 9 \v 10 \v 11 Rea akati aona kuti aguma kubereka vana, akatora murandakadzi wake Ziripa akamupa kuna Jakobho somukadzi wake. 10 Ziripa murandakadzi waRea akaberekera Jakobho mwanakomana. 11 Ipapo Rea akati, “Makorokoto! Zvaita zvakanaka.” Saka akamutumidza zita rokuti Gadhi.
\v 9 Rea akati aona kuti aguma kubereka vana, akatora murandakadzi wake Ziripa akamupa kuna Jakobho somukadzi wake. \v 10  Ziripa murandakadzi waRea akaberekera Jakobho mwanakomana.  Ipapo \v 11 Rea akati, Makorokoto! Zvaita zvakanaka.Saka akamutumidza zita rokuti Gadhi.

View File

@ -1 +1 @@
\v 12 \v 13 Ziripa murandakadzi waRea akaberekera Jakobho mwanakomana wechipiri. 13 Ipapo Rea akati, “Mufaroi wandinawo! Vakadzi vachati mufaro kwandiri.” Saka akamutumidza zita rokuti Asheri.
\v 12 Ziripa murandakadzi waRea akaberekera Jakobho mwanakomana wechipiri. \v 13  Ipapo Rea akati, Mufaroi wandinawo! Vakadzi vachati mufaro kwandiri.Saka akamutumidza zita rokuti Asheri.

View File

@ -1,3 +1 @@
\v 14 \v 15 Panguva yokuchekwa kwegorosi, Rubheni akabuda akaenda musango akandowana mamandiraki, akauya nawo kuna mai vake Rea, Rakeri akati kuna Rea, “Ndapota dondipawo mamwe mamandiraki omwanakomana wako.”
15 Asi iye akati kwaari, “Ko, hazvina kuringana here kuti wakanditorera murume wangu? Uchada kutorazve mamandiraki omwanakomana wangu here?”
Rakeri akati, “Zvakanaka, ngaavate newe usiku huno nokuda kwamamandiraki omwanakomana wako.
\v 14 Panguva yokuchekwa kwegorosi, Rubheni akabuda akaenda musango akandowana mamandiraki, akauya nawo kuna mai vake Rea, Rakeri akati kuna Rea, Ndapota dondipawo mamwe mamandiraki omwanakomana wako. \p \v 15  Asi iye akati kwaari, Ko, hazvina kuringana here kuti wakanditorera murume wangu? Uchada kutorazve mamandiraki omwanakomana wangu here? \p Rakeri akati, Zvakanaka, ngaavate newe usiku huno nokuda kwamamandiraki omwanakomana wako.

View File

@ -1,2 +1 @@
\v 16 \v 17 \v 18 Saka Jakobho akati achisvika kubva kusango manheru iwayo, Rea akabuda kundomuchingamidza. Akati kwaari, “Unofanira kuvata neni iwe. Ndakutenga nemamandiraki omwanakomana wangu.” Saka akavata naye usiku ihwohwo.
17 Mwari akanzwa Rea, uye akava nemimba akaberekera Jakobho mwanakomana wechishanu. 18 Ipapo Rea akati, “Mwari akandipa mubayiro nokuda kwokupa murandakadzi wangu kumurume wangu.” Saka akamutumidza zita rokuti Isakari.
\v 16 Saka Jakobho akati achisvika kubva kusango manheru iwayo, Rea akabuda kundomuchingamidza. Akati kwaari, Unofanira kuvata neni iwe. Ndakutenga nemamandiraki omwanakomana wangu. Saka akavata naye usiku ihwohwo. \p \v 17  Mwari akanzwa Rea, uye akava nemimba akaberekera Jakobho mwanakomana wechishanu. \v 18  Ipapo Rea akati, Mwari akandipa mubayiro nokuda kwokupa murandakadzi wangu kumurume wangu. Saka akamutumidza zita rokuti Isakari.

View File

@ -1,2 +1 @@
\v 19 \v 20 \v 21 Rea akabatazve pamuviri uye akaberekera Jakobho mwanakomana wechitanhatu. 20 Ipapo Rea akati, “Mwari andipa chipo chinokosha. Nguva ino murume wangu achandikudza, nokuti ndamuberekera vanakomana vatanhatu.” Saka akamutumidza zita rokuti Zebhuruni.
21 Shure kwaizvozvo akazobereka mwanasikana uye akamutumidza zita rokuti Dhaina.
\v 21 Rea akabatazve pamuviri uye akaberekera Jakobho mwanakomana wechitanhatu. \v 19 Ipapo Rea akati, Mwari andipa chipo chinokosha. Nguva ino murume wangu achandikudza, nokuti ndamuberekera vanakomana vatanhatu.Saka akamutumidza zita rokuti Zebhuruni. \v 20 \Shure kwaizvozvo akazobereka mwanasikana uye akamutumidza zita rokuti Dhaina.

View File

@ -1,2 +1 @@
\v 22 \v 23 \v 24 Ipapo Mwari akarangarira Rakeri; akamunzwa uye akazarura chizvaro chake. 23 Akava nemimba akabereka mwanakomana uye akati, “Mwari abvisa kunyadziswa kwangu.” 24 Akamutumidza zita rokuti Josefa, uye akati, “Mwari ngaandiwedzere mumwe mwanakomana.”
Zvipfuwo zvaJakobho zvinowanda
\v 22 Ipapo Mwari akarangarira Rakeri; akamunzwa uye akazarura chizvaro chake. \v 23 Akava nemimba akabereka mwanakomana uye akati, Mwari abvisa kunyadziswa kwangu. \v 24  Akamutumidza zita rokuti Josefa, uye akati, Mwari ngaandiwedzere mumwe mwanakomana. Zvipfuwo zvaJakobho zvinowanda

View File

@ -1 +1 @@
\v 25 \v 26 Shure kwokuberekwa kwaJosefa naRakeri, Jakobho akati kuna Rabhani, “Ndiregei ndiende kunyika yokwangu. 26 Ndipei vakadzi vangu navana, avo vandakakushandirai kuti ndigowana, uye ndigoenda. Munoziva kuti ndakakushandirai sei.
\v 25 Shure kwokuberekwa kwaJosefa naRakeri, Jakobho akati kuna Rabhani, Ndiregei ndiende kunyika yokwangu. \v 26 Ndipei vakadzi vangu navana, avo vandakakushandirai kuti ndigowana, uye ndigoenda. Munoziva kuti ndakakushandirai sei.

View File

@ -1 +1 @@
\v 27 \v 28 Asi Rabhani akati kwaari, “Kana ndawana nyasha pamberi pako, ndapota hangu imbogara. Ndakaona nokuvuka kuti Jehovha akandiropafadza nokuda kwako.” 28 Akatizve, “Reva muripo wako, uye ndichakuripa.
\v 27 Asi Rabhani akati kwaari, Kana ndawana nyasha pamberi pako, ndapota hangu imbogara. Ndakaona nokuvuka kuti Jehovha akandiropafadza nokuda kwako. \v 28  Akatizve, Reva muripo wako, uye ndichakuripa.

View File

@ -1 +1 @@
\v 29 \v 30 Jakobho akati kwaari, “Munoziva kuti ndakakushandirai sei uye kuti zvipfuwo zvenyu ndakazvichengeta sei. 30 Zvishoma zvamaiva nazvo kare ndisati ndauya zvawanda, uye Jehovha akakuropafadzai kwose kwandakanga ndiri. Asi zvino, ndichaitirawo mhuri yangu chinhu riniko?
\v 29 Jakobho akati kwaari, Munoziva kuti ndakakushandirai sei uye kuti zvipfuwo zvenyu ndakazvichengeta sei. \v 30 Zvishoma zvamaiva nazvo kare ndisati ndauya zvawanda, uye Jehovha akakuropafadzai kwose kwandakanga ndiri. Asi zvino, ndichaitirawo mhuri yangu chinhu riniko?

View File

@ -1,2 +1 @@
\v 31 \v 32 Akamubvunza akati, “Ndokupeiko?”
Jakobho akati, “Musandipa chinhu. Asi kana mukandiitira chinhu chimwe chete ichi, ndicharamba ndichifudza makwai enyu uye ndichaachengeta: 32 Regai ndifambe pakati pezvipfuwo zvenyu zvose nhasi nditsaure pakati pazvo zvose zvina mavara namakwai ana makwapa, gwayana dema rimwe nerimwe nembudzi imwe neimwe ina mavara kana ina makwapa. Ndizvo zvichava mubayiro wangu.
\v 31 Akamubvunza akati, Ndokupeiko? \p Jakobho akati, Musandipa chinhu. Asi kana mukandiitira chinhu chimwe chete ichi, ndicharamba ndichifudza makwai enyu uye ndichaachengeta: \v 32 Regai ndifambe pakati pezvipfuwo zvenyu zvose nhasi nditsaure pakati pazvo zvose zvina mavara namakwai ana makwapa, gwayana dema rimwe nerimwe nembudzi imwe neimwe ina mavara kana ina makwapa. Ndizvo zvichava mubayiro wangu.

View File

@ -1,2 +1 @@
\v 33 \v 34 Uye kutendeka kwangu kuchandipupurira pane ramangwana rangu, pose pamunenge muchizoona mubayiro wangu wamakandipa. Mbudzi ipi zvayo yandinayo inenge isina mavara kana gwapa, kana gwayana ripi zvaro rinenge risina kusviba, zvichanzi zvakabiwa.”
34 Rabhani akati, “Ndizvozvo. Ngazvive sezvawataura.
\v 33 Uye kutendeka kwangu kuchandipupurira pane ramangwana rangu, pose pamunenge muchizoona mubayiro wangu wamakandipa. Mbudzi ipi zvayo yandinayo inenge isina mavara kana gwapa, kana gwayana ripi zvaro rinenge risina kusviba, zvichanzi zvakabiwa. \v 34 Rabhani akati, Ndizvozvo. Ngazvive sezvawataura.

View File

@ -6,8 +6,8 @@
"build": "543"
},
"target_language": {
"id": "mxc",
"name": "Manyika",
"id": "mxc-MZ-chimanika",
"name": "Chimanika",
"direction": "ltr"
},
"project": {
@ -210,6 +210,18 @@
"30-01",
"30-03",
"30-05",
"30-07",
"30-09",
"30-12",
"30-14",
"30-16",
"30-19",
"30-22",
"30-25",
"30-27",
"30-29",
"30-31",
"30-33",
"31-title",
"31-01",
"31-04",