Wed May 01 2024 11:03:14 GMT+0100 (Western European Summer Time)

This commit is contained in:
Itai_Viegas 2024-05-01 11:03:15 +01:00
parent 410b0d809d
commit fba001439b
8 changed files with 14 additions and 5 deletions

View File

@ -1 +1 @@
\c 23 \v 1 \v 2 23Sara akararama akasvika makore zana namakumi maviri namanomwe okuberekwa.  Akafira paKiriati Abha (ndiro Hebhuroni) munyika yeKenani, uye Abhurahama akandochema Sara akaungudza pamusoro pake.
\c 23 \v 1 Sara akararama akasvika makore zana namakumi maviri namanomwe okuberekwa. \v 2  Akafira paKiriati Abha (ndiro Hebhuroni) munyika yeKenani, uye Abhurahama akandochema Sara akaungudza pamusoro pake.

View File

@ -1 +1 @@
\v 3 \v 4 Ipapo Abhurahama akasimuka kubva parutivi pomukadzi wake akanga afa akandotaura navaHiti, akati,  â€œNdiri mutorwa nomueni pakati penyu. Nditengesereiwo nzvimbo pano yokuviga kuti ndigogona kuviga vakafa vangu.
\v 3 Ipapo Abhurahama akasimuka kubva parutivi pomukadzi wake akanga afa akandotaura navaHiti, akati, \v 4 Ndiri mutorwa nomueni pakati penyu. Nditengesereiwo nzvimbo pano yokuviga kuti ndigogona kuviga vakafa vangu.

View File

@ -1 +1 @@
\v 5 \v 6 VaHiti vakapindura Abhurahama vakati, Ishe, tinzwei. Imi muri muchinda mukuru pakati pedu. Vigai henyu akafa wenyu muguva rakaisvonaka pakati pamakuva edu. Hakuna munhu pakati pedu angakunyimai guva rake kuti muvige akafa wenyu.
\v 5 VaHiti vakapindura Abhurahama vakati, \v 6 Ishe, tinzwei. Imi muri muchinda mukuru pakati pedu. Vigai henyu akafa wenyu muguva rakaisvonaka pakati pamakuva edu. Hakuna munhu pakati pedu angakunyimai guva rake kuti muvige akafa wenyu.

View File

@ -1 +1 @@
\v 17 \v 18 Saka munda waEfuroni muMakapera pedyo neMamure, zvose munda nebako zvaive mauri, nemiti yose yaiva pakati pomuganhu womunda, zvakapiwa 18 kuna Abhurahama zvikava zvake pamberi pavaHiti vakanga vauya pasuo reguta
\v 17 Saka munda waEfuroni muMakapera pedyo neMamure, zvose munda nebako zvaive mauri, nemiti yose yaiva pakati pomuganhu womunda, \v 18 zvakapiwa  kuna Abhurahama zvikava zvake pamberi pavaHiti vakanga vauya pasuo reguta

View File

@ -1 +1 @@
\v 19 \v 20 Shure kwaizvozvo Abhurahama akaviga mukadzi wake Sara mubako mumunda weMakapera pedyo neMamure (iro Hebhuroni) munyika yeKenani. 20 Saka munda nebako raiva mauri zvakapiwa kuna Abhurahama navaHiti senzvimbo yamakuva
\v 19 \v 20 Shure kwaizvozvo Abhurahama akaviga mukadzi wake Sara mubako mumunda weMakapera pedyo neMamure (iro Hebhuroni) munyika yeKenani.  Saka munda nebako raiva mauri zvakapiwa kuna Abhurahama navaHiti senzvimbo yamakuva.

1
23/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Chitsauko 23

1
24/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Chitsauko 24

View File

@ -85,9 +85,16 @@
"22-18",
"22-20",
"22-23",
"23-title",
"23-01",
"23-03",
"23-05",
"23-07",
"23-10",
"23-12",
"23-14",
"23-17",
"23-19",
"31-title",
"31-01",
"31-04",