Sun Mar 03 2024 16:13:17 GMT+0000 (Western European Standard Time)

This commit is contained in:
Itai_Viegas 2024-03-03 16:13:18 +00:00
parent 4d9bd74904
commit 9bebcf47da
6 changed files with 11 additions and 6 deletions

View File

@ -1,2 +1,2 @@
\v 51 \v 52 \v 53 Rabhani akatiwo kuna Jakobho, “Hoyu murwi uyu, uye heyi mbiru yandamisa iyi pakati pako neni. 52 Murwi uyu ndiwo chapupu uye mbiru iyi ndiyo chapupu, kuti handizopfuuri murwi uno ndichiuya kwauri kuti ndizokukuvadza uye kuti iwe hauzopfuuri murwi uno nembiru uchiuya kurutivi rwangu kuti uzondikuvadza. 53 Mwari waAbhurahama naMwari waNahori, iye Mwari wababa vavo, ngaatonge pakati pedu.”
\v 51 \v 53 Rabhani akatiwo kuna Jakobho, Hoyu murwi uyu, uye heyi mbiru yandamisa iyi pakati pako neni. \v 52  Murwi uyu ndiwo chapupu uye mbiru iyi ndiyo chapupu, kuti handizopfuuri murwi uno ndichiuya kwauri kuti ndizokukuvadza uye kuti iwe hauzopfuuri murwi uno nembiru uchiuya kurutivi rwangu kuti uzondikuvadza.  Mwari waAbhurahama naMwari waNahori, iye Mwari wababa vavo, ngaatonge pakati pedu.
Saka Jakobho akaita mhiko muzita raiye aityiwa nababa vake Isaka.

View File

@ -1,2 +1,2 @@
\v 54 \v 55 Akapa chibayiro imomo munyika yezvikomo uye akakoka hama dzake kuti dzizodya. Mushure mokudya vakavatapo usiku ihwohwo.
55 Mangwanani akatevera Rabhani akatsvoda vazukuru vake navanasikana vake uye akavaropafadza. Ipapo akabva akadzokera kumusha kwake.
\v 54 Akapa chibayiro imomo munyika yezvikomo uye akakoka hama dzake kuti dzizodya. Mushure mokudya vakavatapo usiku ihwohwo.
\v 55  Mangwanani akatevera Rabhani akatsvoda vazukuru vake navanasikana vake uye akavaropafadza. Ipapo akabva akadzokera kumusha kwake.

View File

@ -1,2 +1,2 @@
\c 32 \v 1 \v 2 32Jakobho akaendawo nenzira yake, uye vatumwa vaMwari vakasangana naye.
 Jakobho akati achivaona, akati, “Uyu ndiwo musasa waMwari!” Saka akatumidza nzvimbo iyo zita rokuti Mahanaimi.
\c 32 \v 1 Jakobho akaendawo nenzira yake, uye vatumwa vaMwari vakasangana naye.
\v 2  Jakobho akati achivaona, akati, uyu ndiwo musasa waMwari! Saka akatumidza nzvimbo iyo zita rokuti Mahanaimi.

View File

@ -1 +1 @@
\v 3 \v 4 \v 5 Jakobho akatuma nhume mberi kwake kumukoma wake Esau munyika yeSeiri, iyo nyika yeEdhomu.  Akavarayira akati, “Izvi ndizvo zvamunofanira kutaura kuna tenzi wangu Esau kuti: ‘Zvanzi nomuranda wenyu Jakobho, Ndakanga ndichigara naRabhani uye ndakagarako kusvikira zvino.  Ndine mombe nembongoro, makwai nembudzi, varandarume navarandakadzi. Zvino ndiri kutuma shoko iri kuna she wangu, kuti ndiwane nyasha pamberi penyu.
\v 3 Jakobho akatuma nhume mberi kwake kumukoma wake Esau munyika yeSeiri, iyo nyika yeEdhomu. \v 4  Akavarayira akati, Izvi ndizvo zvamunofanira kutaura kuna tenzi wangu Esau kuti: Zvanzi nomuranda wenyu Jakobho, Ndakanga ndichigara naRabhani uye ndakagarako kusvikira zvino. \v 5  Ndine mombe nembongoro, makwai nembudzi, varandarume navarandakadzi. Zvino ndiri kutuma shoko iri kuna she wangu, kuti ndiwane nyasha pamberi penyu.

1
32/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Chitsauko 32

View File

@ -51,6 +51,10 @@
"01-26",
"01-28",
"01-30",
"31-54",
"32-title",
"32-01",
"32-03",
"32-06",
"32-09",
"32-11",