Wed May 01 2024 11:35:14 GMT+0100 (Western European Summer Time)

This commit is contained in:
Itai_Viegas 2024-05-01 11:35:15 +01:00
parent 37d0bf2be4
commit 95a7cecaf8
3 changed files with 3 additions and 2 deletions

View File

@ -1 +1 @@
\v 63 \v 64 \v 65 Humwe usiku akabuda akaenda musango kuti ambondorangarira, uye paakasimudzameso ake,akaona ngameradzichiswedera, naRabhekawo akasimudza meso ake akaona Isaka. Akaburuka kubva pangamera yake  uye akabvunza muranda akati, “Ndianiko murume ari musango uyo ari kuuya kuzosangana nesu? Muranda akapindura akati, Nditenzi wangu. Saka akatora chifukidzo akazvifukidza.
\v 63 Humwe usiku akabuda akaenda musango kuti ambondorangarira, uye paakasimudzameso ake,akaona ngameradzichiswedera, \v 64 naRabhekawo akasimudza meso ake akaona Isaka. \v 65 Akaburuka kubva pangamera yake  uye akabvunza muranda akati, Ndianiko murume ari musango uyo ari kuuya kuzosangana nesu? Muranda akapindura akati, Nditenzi wangu. Saka akatora chifukidzo akazvifukidza.

View File

@ -1 +1 @@
\v 66 \v 67 ipapo muranda akaudza Isaka zvose zvaakanga aita. 67 Isaka akamupinza mutende ramai vake Sara, uye akawana Rabheka. Saka akava mukadzi wake, uye akamuda; naizvozvo Isaka akanyaradzwa shure kwokufa kwamai vake.
\v 66 ipapo muranda akaudza Isaka zvose zvaakanga aita. \v 67  Isaka akamupinza mutende ramai vake Sara, uye akawana Rabheka. Saka akava mukadzi wake, uye akamuda; naizvozvo Isaka akanyaradzwa shure kwokufa kwamai vake.

View File

@ -122,6 +122,7 @@
"24-56",
"24-59",
"24-61",
"24-63",
"31-title",
"31-01",
"31-04",