Thu Feb 29 2024 15:13:48 GMT+0000 (Western European Standard Time)
This commit is contained in:
parent
f715d4d615
commit
8537b130a8
|
@ -0,0 +1,2 @@
|
|||
\v 20 \v 21 \v 22 Zviviri zviviri kubva kumhando dzose dzeshiri, nokubva kumhando dzose dzemhuka nokuzvisikwa zvose zvinokambaira panyika, zvichauya kwauri kuti zvichengetwe zviri zvipenyu. 21 Unofanira kutora zvokudya zvamarudzi ose zvinofanira kudyiwa ugozvichengeta kuti zvigova zvokudya zvako nezvazvo.â€
|
||||
22Â Noa akaita zvose sezvaakanga arayirwa naMwari.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\c 8 \v 1 \v 2 \v 3 8Asi Mwari akarangarira Noa nemhuka dzose dzesango nezvipfuwo zvakanga zvinaye muareka, uye akatuma mhepo pamusoro penyika, uye mvura zhinji ikaserera. 2Â Zvino zvitubu zvepakadzika uye masuo amafashamu okudenga zvakanga zvazarirwa, uye mvura yakanga yaguma kunaya kubva kudenga. 3Â Mvura yakaserera zvishoma nezvishoma kubva panyika. Pakupera kwamazuva zana namakumi mashanu mvura yakanga yadzika
|
Loading…
Reference in New Issue