Wed May 01 2024 14:48:10 GMT+0100 (Western European Summer Time)

This commit is contained in:
Itai_Viegas 2024-05-01 14:48:11 +01:00
parent 12df995925
commit 66b8504320
5 changed files with 8 additions and 3 deletions

View File

@ -1 +1 @@
\v 46 Ipapo Rabheka akati kuna Isaka, “Ndinosemburwa noupenyu nokuda kwavakadzi vechiHiti ava. Kana Jakobho akatora mukadzi anobva pakati pavakadzi vechiHiti vakaita savava, kurarama kwangu hakungavi namaturo.
\v 46 Ipapo Rabheka akati kuna Isaka, Ndinosemburwa noupenyu nokuda kwavakadzi vechiHiti ava. Kana Jakobho akatora mukadzi anobva pakati pavakadzi vechiHiti vakaita savava, kurarama kwangu hakungavi namaturo.

View File

@ -1 +1 @@
\c 28 \v 1 \v 2 28Saka Isaka akadana Jakobho akamuropafadza uye akamurayira achiti, “Usawana mukadzi muKenani. 2 Kurumidza uende kuPadhani Aramu kuimba yaBhetueri baba vamai vako. Uzvitorere mukadzi ikoko, kubva pakati pavanasikana vaRabhani, hanzvadzi yamai vako.
\c 28 \v 1 Saka Isaka akadana Jakobho akamuropafadza uye akamurayira achiti, Usawana mukadzi muKenani. \v 2  Kurumidza uende kuPadhani Aramu kuimba yaBhetueri baba vamai vako. Uzvitorere mukadzi ikoko, kubva pakati pavanasikana vaRabhani, hanzvadzi yamai vako.

View File

@ -1 +1 @@
\v 3 \v 4 Mwari Wamasimba Ose ngaakuropafadze uye aite kuti ubereke uye akuitei vazhinji kusvikira mava marudzi mazhinji.  Ngaakupe iwe nezvizvarwa zvako maropafadzo akapiwa kuna Abhurahama, kuitira kuti utore nyika yaugere zvino somutorwa, nyika yakapiwa Abhurahama naMwari.
\v 3 Mwari Wamasimba Ose ngaakuropafadze uye aite kuti ubereke uye akuitei vazhinji kusvikira mava marudzi mazhinji. \v 4  Ngaakupe iwe nezvizvarwa zvako maropafadzo akapiwa kuna Abhurahama, kuitira kuti utore nyika yaugere zvino somutorwa, nyika yakapiwa Abhurahama naMwari.

1
28/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Chitsauko 28

View File

@ -178,6 +178,10 @@
"27-39",
"27-41",
"27-43",
"27-46",
"28-title",
"28-01",
"28-03",
"31-title",
"31-01",
"31-04",