Wed May 01 2024 14:58:10 GMT+0100 (Western European Summer Time)

This commit is contained in:
Itai_Viegas 2024-05-01 14:58:11 +01:00
parent 727bcd1232
commit 6199b78644
4 changed files with 4 additions and 2 deletions

View File

@ -1 +1 @@
\v 20 \v 22 Ipapo Jakobho akaita mhiko, akati, Kana Mwari akava neni uye akandichengeta parwendo urwu rwandiri kufamba uye akandipa zvokudya kuti ndidye nenguo dzokupfeka \v 21  uye ndikadzoka zvakanaka kuimba yababa vangu, ipapo Jehovha achava Mwari wangu,  uye dombo iri randamisa sembiru richava imba yaMwari, uye pane zvose zvamuchandipa ndichakupai chegumi.
\v 20 Ipapo Jakobho akaita mhiko, akati, Kana Mwari akava neni uye akandichengeta parwendo urwu rwandiri kufamba uye akandipa zvokudya kuti ndidye nenguo dzokupfeka \v 21  uye ndikadzoka zvakanaka kuimba yababa vangu, ipapo Jehovha achava Mwari wangu, \v 22  uye dombo iri randamisa sembiru richava imba yaMwari, uye pane zvose zvamuchandipa ndichakupai chegumi.

View File

@ -1 +1 @@
\c 29 \v 1 \v 2 \v 3 29Ipapo Jakobho akapfuurira mberi norwendo rwake akasvika kunyika yavanhu vokumabvazuva.  Ikoko akaona tsime musango, namapoka matatu amakwai avete pedyo naro nokuti makwai ainwiswa patsime iroro. Ibwe rakanga riri pamuromo wetsime rakanga riri guru.  Mapoka ose aiti aungana ipapo, vafudzi vaikungurutsa ibwe kubva pamuromo wetsime vachinwisa makwai avo. Ipapo vaizodzorera ibwe panzvimbo yaro, ipo pamuromo wetsime.
\c 29 \v 1 \v 2 \v 3 Ipapo Jakobho akapfuurira mberi norwendo rwake akasvika kunyika yavanhu vokumabvazuva.  Ikoko akaona tsime musango, namapoka matatu amakwai avete pedyo naro nokuti makwai ainwiswa patsime iroro. Ibwe rakanga riri pamuromo wetsime rakanga riri guru.  Mapoka ose aiti aungana ipapo, vafudzi vaikungurutsa ibwe kubva pamuromo wetsime vachinwisa makwai avo. Ipapo vaizodzorera ibwe panzvimbo yaro, ipo pamuromo wetsime.

1
29/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Chitsauko 29

View File

@ -191,6 +191,7 @@
"28-16",
"28-18",
"28-20",
"29-title",
"31-title",
"31-01",
"31-04",