Sun Mar 03 2024 19:27:00 GMT+0000 (Western European Standard Time)

This commit is contained in:
Itai_Viegas 2024-03-03 19:27:02 +00:00
parent e66e5aa4cf
commit 19d435aa39
4 changed files with 6 additions and 3 deletions

View File

@ -1,2 +1 @@
\c 31 \v 1 \v 2 \v 3 31Jakobho akanzwa kuti vanakomana vaRabhani vakanga vachiti, “Jakobho atora zvose zvaiva zvababa vedu uye awana upfumi hwose uhu kubva kune zvaiva zvababa vedu.” 2 Uye Jakobho akaona kuti ndangariro dzaRabhani kwaari dzakanga dzisisina kuita sapakutanga.
 Ipapo Jehovha akati kuna Jakobho, “Dzokera kunyika yamadzibaba ako nokuhama dzako, uye ndichava newe.
\c 31 \v 1 Jakobho akanzwa kuti vanakomana vaRabhani vakanga vachiti, Jakobho atora zvose zvaiva zvababa vedu uye awana upfumi hwose uhu kubva kune zvaiva zvababa vedu. \v 2 Uye Jakobho akaona kuti ndangariro dzaRabhani kwaari dzakanga dzisisina kuita sapakutanga. \v 3 Ipapo Jehovha akati kuna Jakobho, Dzokera kunyika yamadzibaba ako nokuhama dzako, uye ndichava newe.

View File

@ -1 +1 @@
\v 4 \v 6 Saka Jakobho akatuma shoko kuna Rakeri naRea kuti vauye kusango kwakanga kuna makwai ake. \v 5  Akati kwavari, Ndinoona kuti ndangariro dzababa venyu kwandiri hadzisisina kuita sezvadzakanga dzakaita kare, asi Mwari wababa vangu aneni.  Munoziva kuti ndakashandira baba venyu nesimba rangu rose,
\v 4 Saka Jakobho akatuma shoko kuna Rakeri naRea kuti vauye kusango kwakanga kuna makwai ake. \v 5  Akati kwavari, Ndinoona kuti ndangariro dzababa venyu kwandiri hadzisisina kuita sezvadzakanga dzakaita kare, asi Mwari wababa vangu aneni. \v 6  Munoziva kuti ndakashandira baba venyu nesimba rangu rose,

1
31/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Chitsauko 31

View File

@ -51,6 +51,9 @@
"01-26",
"01-28",
"01-30",
"31-title",
"31-01",
"31-04",
"31-07",
"31-10",
"31-12",