Sun Dec 03 2023 23:34:00 GMT+0200 (South Africa Standard Time)

This commit is contained in:
tsDesktop 2023-12-03 23:34:01 +02:00
parent 08b063084c
commit 867a1f3a0c
2 changed files with 2 additions and 6 deletions

View File

@ -1,5 +1 @@
\c 2 \v 1 Kana muri imi,makanga makafa mukudarika kwenyu nomuzviwi,
\v 2 2 izvo zvamaigara mazviri pamaitewera nzira dzenyika ino uye nedzomutongi weushe wemuchadenga, iwo mweya unoshanda zvino muna awo wasingateereri.
\v 3 3 Isu tose taigara pakati pawo pane imwe nguwa, tichikudza kuchiwa kwenyama yedu yezviwi uye tichitewera zvido zvedu nezvataifunga. Sezvakangoita wamwe wose, pakuzvarwa kwedu takanga tiri wana wekutsamwirwa.
\c 2 \v 1 Kana muri imi, makanga makafa mukudarika kwenyu nomuzviwi, \v 2 izvo zvamaigara mazviri pamaitewera nzira dzenyika ino uye nedzomutongi weushe wemuchadenga, iwo mweya unoshanda zvino muna awo wasingateereri. \v 3 Isu tose taigara pakati pawo pane imwe nguwa, tichikudza kuchiwa kwenyama yedu yezviwi uye tichitewera zvido zvedu nezvataifunga. Sezvakangoita wamwe wose, pakuzvarwa kwedu takanga tiri wana wekutsamwirwa.

View File

@ -1 +1 @@
Tsamba yaPauro kuwa
Tsamba yaPauro kuwaEfeso