mxc-MZ-chimanika_2co_text_reg/02/12.txt

6 lines
550 B
Plaintext

<<<<<<< HEAD
\v 12 Umwe musowo wakavurwa naIshe pandakaenda kuTroasi kuti ndiparidze vhangere raKristu. \v 13 kunyangwe kudaro, hadina kuwa nerugare mumweya, Nekuti adina kuwona hama yangu tito. Nokudaro ini ndakamusiya ndikadzokera kuMasedhonia.
=======
\v 12 Zvino pandakaenda kuTroasi kundoparidza vhangeri raKristu uye ndikaona kuti Ishe akanga andizarurira musuo. \v 13 ndakanga ndisina rugare mumwoyo mangu, nekuti andina kuwanako Tito hama yangu. Saka ndakaonekana nawo ndikaenda kuMasedhonia.
>>>>>>> eff0b49e44836f30cb98bec89a887de8d791a345