\v 30 kana ndichifanira kuzvirumbidza, ndichazvirumbidza pamusoro peutera wamgu. \v 31 Mwari ute Baba waJeso, uyo anorumbidzwa nekusingaperi, anoziwa kuti andisi kunyepa!