mxc-MZ-chimanika_2co_text_reg/11/27.txt

1 line
346 B
Plaintext

\v 27 \v 28 \v 29 Ndakabata basa nekutambura uye guwa jinji ndichichaya hope, nenzara nenyota, ndirimukutsanya, nechando ndichichayiwa chekupfeka. kunze kweizvozvo zvose, ndairemerwa zuwa nezuwa nelkurangarira kereke dzose. Kana munhu achayiwa simba, ini andizwiwo kuchayiwa sima? kana munhu akaiswa muzviwi, ini andizwi kurwadzirwa ,ukati mangu?