mxc-MZ-chimanika_2co_text_reg/11/24.txt

1 line
508 B
Plaintext

\v 24 Kwawa juda ndakakwapurwa kanokwana "makumi mana" achibatanidzwa kachanu kundze kwe umwe. \v 25 Kanokwana katatu ndichipondwa nemiti. Nerimwe zuwa akanditema nemapuwe. Ndakaona tsaona kanokwana katatu ndichienda muchikepe. Ndakafamba usiku nemasikati ndichienda ndirimugungwa. \v 26 Ndakanga ndiri parwendo nguwa jinji, ndakawa panjodzi dzerwizi, panjodzi dzemambavha; panjodzi dzekurudzi rangu waHedheni; njodzi dzemaguta, njodzi dzemurenje, njodzi dzemugungwa; uye nenjodzi dzepakati pehama dzenhema.