mxc-MZ-chimanika_2co_text_reg/11/22.txt

1 line
313 B
Plaintext

\v 22 iwo ndiwaheburu? Neniwo ndini muheburu. iwo ndiwaisiraeri? Neniwo ndini muisiraeri. Iwo ndiwana waAbrahama? neniwo ndini mwana wake. \v 23 iwawo waranda waKristu? neniwo ndiri muranda waKristu. Ndachanda zvakanyanya, ndakapinda mumajeri akawandisa, ndakachapurwa zvakanyanya uye ndakadarika mumupata werufu.