mxc-MZ-chimanika_2co_text_reg/11/19.txt

1 line
326 B
Plaintext

\v 19 nekuti neunyoro wenyu munozvidzora kumapenzi, nekuti imi muri wachengeri! \v 20 Nekuti munotendera kuti munhu akuchandisei, achikutambudzai, achizvikudza pamusoro penyu, achikupai mbama kuhope. \v 21 Kuti tisanyadziswe tinoti atigone kurwa. Asi ndirikutaura sendinopenga, kana munhu achizvikudza, neniewo ndichazvikudza.