mxc-MZ-chimanika_2co_text_reg/11/16.txt

1 line
314 B
Plaintext

\v 16 ino ndinotaura zvakare: musafunge kuti ndinopenga. Asi kana imi munofunga kuti ndinopenga, nditambirei sebenzi uye ini ndichambozvikudza padoko. \v 17 Zvandirikutaurazvi aasi Ishe arikutaura, asi ndirikutaura sebenzi, nekuzvikudza kwangu. \v 18 Nekuti wanhu wanozvikuda nekuda kwawo, neiwo ndichazvikudzawo.