mxc-MZ-chimanika_2co_text_reg/11/12.txt

1 line
223 B
Plaintext

\v 12 Asi ndicharamba ndichiita zvandiri kuita kuchaisa mufaro waya anoda kuzvikudza: kuti wanoita basa rimwe chete nesu. \v 13 Wanhu iwawo waapostora wenhema uye wabati wanonyengera, wanonyepa kuti ndiwapostora waKristu.