mxc-MZ-chimanika_2co_text_reg/11/07.txt

1 line
439 B
Plaintext

\v 7 Asi ndatadza, kuzvininipisa kuti zita renyu rikudzwe? Nekiuta ndakuparidziraio vhangeri raMwari remahara. \v 8 ini ndakatorera dzimwe kereke pamdakatambira rubatsiro kubva kwawari, kuti ndigone kukuchumirai. \v 9 Pandanga diri nemi ndichitambudzika, andina kuwa mutoro ku mumwe munhu. Nekuti hama dzabva kuMakadonia akandigadzirisira zvese zvandaida. Ndakaita zvese kuti ndisawe mutoro kwamuri, uye ndicharamba ndichiita kuti ndisawe.