\v 5 Nekuti ndinofunga kuti andisi pasi pawaya atinoti "apostora anopfura wanhu wose". \v 6 Azvinei kuti andina kunatswa pakutaura, asi ndakanatswa muruziwo. Pavzese, tinoita izvozvo tichizikanwa nemi.