mxc-MZ-chimanika_2co_text_reg/11/03.txt

1 line
372 B
Plaintext

\v 3 Asi ndinotya kuti, sekunyengedzwa kakaitwa evha nenyoka nemazano ayo, pfungwa dzenyu dzingagotsauswa kubva pakururama nekuchena kwemoyo, pakuzvipira kuna Kristu. \v 4 Nekuti, kana munhu akauya achirumbidza mumwe Jesu wasiri watinoparidza, ukatambira mweya wakasiyana newetakatambira, kana mharidzo rakasiyana nerewakatenda, munogona kuzvigamuchira zviri nyore hazvo!