mxc-MZ-chimanika_2co_text_reg/11/01.txt

1 line
266 B
Plaintext

\c 11 \v 1 Ndinowimba kuti muchawa nemoyo wekuzvidzora nekuda kweupenzi wangu, asi chokswadi, imi munosozvidzora! \v 2 Nekuti ndini mumiriri wenyu, umiriri unobva kuna Mwari, uye ndakakuwimbisai muchato kuti ndikuonesei semhandara yakatendeka kumurume wenyu Kristu.