mxc-MZ-chimanika_2co_text_reg/10/07.txt

1 line
299 B
Plaintext

\v 7 Onai zvinhu zvakachena pamberi penyu. Kana munhu achizvitenda kuti iye ndi waKristu, chimbo rangarira wega, zvauri munmhu waKristu, nesuwo tiriwanhu waKristu. \v 8 Kunyangwe dai ndikazvirumbidza pachena pamusoro pesimba ratakapiwa naShe rekukuwakai kwete rekukuputsai, andinganyadziswi nadzo.