\v 3 Nekuti kunyangwe tichifamaba panyama, atirwi nenyama; \v 4 nekuti nhumbi dzatinorwa nandzisi nhumbi dzenyama, asi rinesimba rinochamisa rinoputsa nhare, uye dzinoparadza rinonyengera.