mxc-MZ-chimanika_2co_text_reg/09/10.txt

1 line
262 B
Plaintext

\v 10 Uyo anopa mbeu kwewanosima uye chingwa chekuyha uye achakupaiwo mbeu jinji kuti isimwe uye achatipa kukohwa kujinji kwekururama kwedu. \v 11 Imi muchapfumiswa pane zvose kuti muwe wapi panguwa dzose, kubudikidza nesu kupa kwenyu kuchaita kuti Mwari aongwe.