|
\v 6 Rangarirai chinhu ichi: ani nani anosima zvisoma achakohwawo zvichoma, uye ani naani anosima zvijinji achakohwawo zvijinji. \v 7 Munhu umwe neumwe ngaape sezvaakafunga mumoyo make kuti ape, Kwete kupa nekusuwa, Nekuti Mwari anoda munhu anopa nerufaro. |