mxc-MZ-chimanika_2co_text_reg/09/03.txt

1 line
581 B
Plaintext

\v 3 Asi ndatumira hama kuitira kuti kuzvirumbidza kwedu pamusoro penyu nekuda kwenyaya iyi kurege kuratidzwa pasina chinu asi kuti muwe makagadzirira, sezvandakataurira kuti muwe. \v 4 Nekuti zvimwe, kana wamwe weMakadonia wakauya neni wakakusvikirai musina kugadzirira, isu tisinga tauri chinhu pamusoro penyu, tichanyadziswa nekuda kwekuti tanga tichiwimba nemi. \v 5 Saka ndakaona zvakafania kuti ndikurudzire hama kuti dzikuchanyirei uye kuti mugopedzisa kugadzirira nezvechipo chikuru. Ipapa chichawa chipo chakagadzirirwa chakapiwa nemufaro, kwete sechipo chekumanikidzirwa.