|
\c 9 \v 1 \v 2 Andifaniri kukunyorerai Nevze kweushumiri nwewaswene. Tinoziwa chido chedu uye ntakazvikudza pamberi pewana wekuMakadonia. Ini ndakakutaura kuti Akaia akanga achigadzirira kubvira gore rakapera. kuchingaira kwenyu kwaka simudza wajinji mukupa. |