mxc-MZ-chimanika_2co_text_reg/08/18.txt

1 line
292 B
Plaintext

\v 18 \v 19 Nawe, takatumira hama inofarirwa zvikuru nekuda kwebasa rake rekuparidza vhangeri pakati pemakereke wose. Azvisizvo zvega, iye zvakare akatsarwa nekereke kuti aite rwendo nesu uye akaita saizvozvo nekuda kwechikumbiro chedu, kuti tikudze Ishe uye tiratidze rudo rwedu pakubatsira.