mxc-MZ-chimanika_2co_text_reg/08/13.txt

1 line
345 B
Plaintext

\v 13 Nekuti basa iri arisikuti muremerwa wamwe wenyu asununguke; Ngapawe nekubata kumwechete. \v 14 Nekuti zvese zvakawanzika zvichadzadzisa zvawanochuwira. kuti zvakawanzika zvawo zvidzadzisewo zvichuwo zvenhu, kuti zviwe zvakangofanana. \v 15 Sezvaakanyorwa: "uyo aiwa nezvakawanda apana chakazosara; uye uya aiwa nezvichoma, apana chakasara.