mxc-MZ-chimanika_2co_text_reg/08/03.txt

2 lines
351 B
Plaintext

\v 3 Nekuti ndinoku pupurirai kuti makazvisa zvakapfurisisa pane zvamaifanira kubvisa, nezvamanga musina. uye, nemoyo wese.
\v 4 Akatikumbira, nekuzvininipisa zvikuru, kuti tiweoneke pamwechete pamabasa kwewatswene. \v 5 izvi azvaitika tangatisikazvifungiri; kundze kweizvozvo, chekutanga iwo wakazviisa pamberi paShe, uyezve medu, nekuda kwaMwari.