mxc-MZ-chimanika_2co_text_reg/07/11.txt

6 lines
1018 B
Plaintext

<<<<<<< HEAD
\v 11 Tarirai zvaitwa mamuri nokusuwa uku kwaMwari. Kushinga kukuru kwakadi inshugu zvakati muzvichenese. Kutsamwa kwakadi, nekutya kwakandi, nekuchiwa kwakadi, neyanya yakadi nekuda kuwona kururamisira kuchiitwa kwakadi! pazvino zvose mazviratidza kuti hamuna mosva panyaya iyi. \v 12 Kunyangwe ndakakunyorerai, hadina kunyora newaiti wezvakaipa, kunyangwe wakatabudzika, kuti pamberi paMwari mugone kuzvionera kuti makasvipira sei kwamuri.
=======
\v 11 Tarirai zvaitwa mamuri nekusuwa uku kwoumwari: kushinga kukuru kwakadii, ishungu dzakadii kuti muzvichenese, kutsamwa kwakadii nekutya kwakadii nechishuvo chakadii, nehanya yakadii, nekuda kuona kururamisira kuchiitwa kwakadii. Pazvinhu zvose mazviratidza kuti hamuna mhosva panyaya iyi. \v 12 Saka kunyange zvangu ndakakunyorerai, ndakanga ndisingazviiti nekuda kwaiye akaita zvakaipa, kana nekuda kwaiye akaitirwa zvakaipa, asi kuti pamberi paMwari mugone kuzvionera kuti makazvipira sei kwatiri.
>>>>>>> eff0b49e44836f30cb98bec89a887de8d791a345