mxc-MZ-chimanika_2co_text_reg/07/08.txt

6 lines
1.1 KiB
Plaintext

<<<<<<< HEAD
\v 8 Kunyangwe tsamba yangu yakakutsamwisai, hadizvindebe nokuda kwaizvozvo, kunyangwe zvangu ndakazvidemba ndinoona kuti tsamba yangu yakakurwadzai asi kwenguwa iduku chete. \v 9 Zvino ini ndinofara, kwete kuti makatabudzika, asi sei muchitsamwa zvakakutorai kuzvidemba. Nekuti makawa nekusuwa kukuru nezvaidiwa na Mwari, Nokudaro musatambudzike, nenyaya yeizvi. \v 10 Nekuti kusuwa kweumwari kunoudza kudendeuka uko kunotogamirirwa neruponesu; uye akuuisi kudemba; kusuwa munyika kunoudza rufu.
=======
\v 8 Kunyange zvazvo ndakakuchemedzai netsamba yangu, handizvidembi nokuda kwaizvozvo. Kunyange zvangu ndakazvidemba, ndinoona kuti tsamba yangu yakakurwadzai, asi kwenguva duku chete \v 9 Asi zvino ndinofara, kwete nokuti makachema, asi nokuti kusuwa kwenyu kwakaita kuti mutendeuke. Nokuti makava nokusuwa kukuru sezvaidiwa naMwari uye nokudaro hamuna kukuvadzwa nesu nenzira ipi zvayo. \v 10 Nokuti kusuwa kwoumwari kunouyisa kutendeuka uko kunotungamirira kuruponeso uye hakuuyisi kudemba, asi kusuwa kwenyika kunouyisa rufu.
>>>>>>> eff0b49e44836f30cb98bec89a887de8d791a345