mxc-MZ-chimanika_2co_text_reg/07/05.txt

6 lines
902 B
Plaintext

<<<<<<< HEAD
\v 5 Patakuya kuMasedhonia, mwiri wedu hauna zororo: kunze kweizvi, takatambudzwa kumativi ose, zvaitikukakawara kunze nekutya nechomukati. \v 6 Asi Mwari anonyorodza wasina tariro, akatinyaradza pakuya kwaTito. \v 7 Mwari haana kutinyaradze nekuya kwake, asi nekunyaradzwa kwamakagamuchira. Akatiudza nezvekundishuwa kwenyu, Kusuwa kwenyu pamusoro pangu saka mufaro wangu wakawa mukuru kwazvo.
=======
\v 5 Nokuti patakasvika kuMasedhonia, muviri wedu uyu hauna kuwana zororo, asi takatambudzwa kumativi ose, zvaiti kukakavara kunze, nokutya nechomukati. \v 6 Asi Mwari anonyaradza vakaora mwoyo, akatinyaradza pakauya Tito. \v 7 Kwete nokuda kwokuuya kwake bedzi, asiwo nokuda kwokunyaradza kwamakamupa. Akatiudza nezvokundishuva kwenyu, kusuwa kwenyu kukuru, nokuva nehanya kwenyu pamusoro pangu, saka mufaro wangu wakava mukuru kwazvo.
>>>>>>> eff0b49e44836f30cb98bec89a887de8d791a345