mxc-MZ-chimanika_2co_text_reg/07/02.txt

6 lines
873 B
Plaintext

<<<<<<< HEAD
\v 2 Tigadzirirei nzvimbo mumoyo menyu. atina munhu watakatadzira akuna munhu watakaitira zvasakarurama, atina kubvisa zvakanaka penemunhu. \v 3 Anditaure izvi kuti ndikutogei, nekuti ndati murimoyo yedu, tinogona kurarama kana kufa tose. \v 4 Ndinowimba nemi, ndinozvirimbidza zvikuru nekuda kwenyu. Ndinokurudzirwa zvikuru mumatambudzko edu ose mufaro wangu haana magomo.
=======
\v 2 Tigadzirireiwo nzvimbo mumwoyo yenyu. Hatina munhu watakatadzira, hatina munhu watakanyengera, hatina munhu watakaitira zvisakarurama. \v 3 Handitauri izvi kuti ndikupei mhosva; ndakambotaura kare kuti imi muri mumwoyo yedu zvokuti tingagona kurarama kana kufa pamwe chete nemi. \v 4 Ndinovimba nemi zvikuru; ndinozvirumbidza zvikuru nokuda kwenyu. Ndinokurudzirwa zvikuru; mumatambudziko edu ose mufaro wangu hauna magumo.
>>>>>>> eff0b49e44836f30cb98bec89a887de8d791a345