mxc-MZ-chimanika_2co_text_reg/06/14.txt

6 lines
947 B
Plaintext

<<<<<<< HEAD
\v 14 Musasugwa nejoko musina kufanira rimwe chete nawasingatende? Rima reneukama upiko newakarurama? \v 15 Ko Kristu angakwanisa seiko naBheriani? mutende aneukama sei newasingatende? \v 16 Ukama upiko una mwari newanonamata mifananidzo? Nekuti isu tirikereke yaMwari repenyu, Mwari akati: '' Ini ndicharara mawari uye ndichafamba mawari. Kana ndiri Mwari wako, uye iwo wachawa wanhu wangu.
=======
\v 14 Musasungwa zvisina kufanira pajoko rimwe chete navasingatendi. Nokuti kururama kungava noukama hweiko nokusarurama? Kana kuti chiedza chingawadzana seiko nerima? \v 15 Ko, Kristu anganzwanana seiko naBheriari? Ko, mutendi angava nomugove weiko neasingatendi? \v 16 Ko,temberi yaMwari ingatenderana seiko nezvifananidzo? Nokuti tiri temberi yaMwari mupenyu. Sezvakarehwa naMwari, achiti, “Ndichagara pakati pavo ndigofamba navo, uye ndichava Mwari wavo, ivo vagova vanhu vangu.
>>>>>>> eff0b49e44836f30cb98bec89a887de8d791a345