mxc-MZ-chimanika_2co_text_reg/05/09.txt

1 line
273 B
Plaintext

\v 9 Naizvoozvo tirikudzama kugara pazvimbo yedu, kunyangwe tisipo timnoedza nepatinogona napo: Kuti timufadze. \v 10 Nekuti tose tinodiwa kuenda mukutongwa pamberi paKristu, kuti umwe neumwe apiwe zvinoenderana nemabasa rakaitwa nenyama. kunyangwe zvakanaka kana zvakaipa.