\v 6 Naizvozvo, wimbai kuti, zvatiri kurarama pamuwiri, tinenge tisiri panaShe, \v 7 Nekuti tinofamba nekutenda, kusitr nekuona. \v 8 Naizvozvo tinechokwadi kuti, tinotendera kuti tiwekunze kwenyama, tigare naMwari kudenga.