mxc-MZ-chimanika_2co_text_reg/04/16.txt

6 lines
794 B
Plaintext

<<<<<<< HEAD
\v 16 Naizvozvo, hatiore moyo. kunyangwe zvazvo kunze tichaparara, asi mukati tirikuwadudzwa zuwa nezuwa. \v 17 Nekuti chiedza chinhu nekutabudzika kwedu kuchiguwa chiduku zvirikuitira kubwinya kusingapere. \v 18 Naizvozvo atitarese zvinowonekwa, asi kuzvinhu zvisingawonekwe. Zvinhu zvatinokwanisa kuwona zvinopera, asi zvino zvisigawonekwe azvipere.
=======
\v 16 Naizvozvo hatiori mwoyo. Kunyange zvazvo kunze tichiparara, asi mukati tiri kuvandudzwa zuva nezuva. \v 17 Nokuti chiedza chedu nokutambudzika kwedu kwechinguva chiduku zviri kutiitira kubwinya kusingaperi, kukuru kupfuura zvose. \v 18 Naizvozvo hatitarisi zvinoonekwa, asi zvisingaonekwi. Nokuti zvinoonekwa zvinopfuura, asi zvisingaonekwi zvinogara nokusingaperi.
>>>>>>> eff0b49e44836f30cb98bec89a887de8d791a345