\v 12 Naizvozvo, zvatine tariro yakadai, takashinga zvikuru. \v 13 Hatina kufanana naMozisi aiisa chifukidziro pachiso chake kuti vaIsraeri varege kuchitarisa kupenya pakwainge kwava kupera.